Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Bharaki akadzingirirana nengoro dzehondo dzacho nehondo yacho kusvikira kuHaroshetihagoiimu. Hondo yose yaSisera yakaurayiwa namapakatwa, hapana kana nomumwe akapunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Asi Baraki wakateʋera ŋgoro nehondo kuȿikira paHarosheti raʋahedeni, hondo yose yaSisera ikaʋurawa neminondo inopinza, hakuna‐kusara kunyaŋge nomumŋe cete.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Asi Bharaki wakatevera ngoro nehondo kusvikira paHarosheti ravahedheni, hondo yose yaSisera ikaurawa neminondo inopinza, hakuna kusara kunyange nomumwe chete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Bharaki akadzingirirana nengoro dzehondo dzacho nehondo yacho kusvikira kuHaroshetihagoiimu. Hondo yose yaSisera yakaurayiwa namapakatwa, hapana kana nomumwe akapunyuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Asi Bharati akatevera ngoro nehondo yaSisera akandosvika kuHarosheti Hagoyimi. Mauto ose aSisera akaurayiwa nomunondo; hapana munhu akasara.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 4:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy