Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Sisera akaunganidza ngoro dzake dzose dzehondo, mazana mapfumbamwe engoro dzehondo dzesimbi, navarume vose vaaiva navo kuHaroshetihagoiimu akaenda navo kurwizi rwaKishoni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Sisera akaʋuŋganidza ŋgoro dzake dzose, idzo ŋgoro dzamatare, dzinamazana mapfumbamŋe, naʋanhu ʋose ʋaakaŋga anaʋo, kubva paHarosheti raʋahedeni kuȿikira parukoʋa Kishoni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Sisera akaunganidza ngoro dzake dzose, idzo ngoro dzamatare, dzina mazana mapfumbamwe, navanhu vose vaakanga anavo, kubva paHarosheti ravahedheni kusvikira parukova Kishoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Sisera akaunganidza ngoro dzake dzose dzehondo, mazana mapfumbamwe engoro dzehondo dzesimbi, navarume vose vaaiva navo kuHaroshetihagoiimu akaenda navo kurwizi rwaKishoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Sisera akaunganidza pamwe chete ngoro dzesimbi mazana mapfumbamwe navarume vose vaaiva navo, kubva kuHarosheti Hagoyimi kusvikira kuRwizi rweKishoni.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 4:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy