Ʋatoŋgi 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 VaIsiraeri vakazochema kuna Tenzi. Tenzi akavamutsira mununuri akavaponesa, ainzi Otinieri mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakati ʋacicema kunaJehova, Jehova akamutsira ʋana ʋaIsraeri muponesi, wakaʋaponesa, iye Otnieri, mŋanakomana waKenazi, munuŋuna waKarebi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino vana vaIsiraeri vakati vachichema kuna Jehovha, Jehovha akamutsira vana vaIsiraeri muponesi, wakavaponesa, iye Otinieri, mwanakomana waKenazi, mun'una waKarebhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 VaIsiraeri vakazochema kuna Tenzi. Tenzi akavamutsira mununuri akavaponesa, ainzi Otinieri mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi vakati vachema kuna Jehovha, akavamutsira musununguri, Otinieri mwanakomana waKenazi, mununʼuna waKarebhu, uyo akavaponesa. Viz kapitola |