Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 VaIsiraeri vakaita zvakaipa zvisingadiwe naTenzi. Vakakanganwa Tenzi, Mwari wavo, vakanamata vanaBhaari naAsheroti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakaita ɀakaipa pamberi paJehova, ʋakakaŋganwa Jehova Mŋari waʋo, ʋakashumira ʋaBaari namatanda okunamata nawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino vana vaIsiraeri vakaita zvakaipa pamberi paJehovha, vakakanganwa Jehovha Mwari wavo, vakashumira vaBhaari namatanda okunamata nawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 VaIsiraeri vakaita zvakaipa zvisingadiwe naTenzi. Vakakanganwa Tenzi, Mwari wavo, vakanamata vanaBhaari naAsheroti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 VaIsraeri vakaita zvakaipa pamberi paJehovha; vakakanganwa Jehovha Mwari wavo vakashumira vaBhaari navaAshera.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 3:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy