Ʋatoŋgi 3:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvaingoitirwa kuti vezvizvarwa zvaIsiraeri vagoziva hondo, uye kuti adzidzise kurwa vaya vainge vasati vaziva hondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 nemhaka iyo ɓedzi kuti marudzi aʋana ʋaIsraeri aziʋe, kuti aʋadzidzise kurwa, iʋo ʋasina‐kumboziʋa iɀoɀo pakutaŋga; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 nemhaka iyo bedzi kuti marudzi avana vaIsiraeri azive, kuti avadzidzise kurwa, ivo vasina kumboziva izvozvo pakutanga; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvaingoitirwa kuti vezvizvarwa zvaIsiraeri vagoziva hondo, uye kuti adzidzise kurwa vaya vainge vasati vaziva hondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 (akaita izvi bedzi kuti adzidzise zvehondo kuzvizvarwa zvavaIsraeri izvo zvakanga zvisina kumborwa hondo): Viz kapitola |