Ʋatoŋgi 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvino Ehudhi uyu akazvigadzirira bakatwa rake, muchekakwose chaiwo rakanga rakareba masendimita makumi mashanu. Akaripfekera muhanzu dzake, kuchidya chake chokurudyi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Ehudi wakaɀiitira munondo wakaŋga wakarodzwa kunhiʋi dzose, wakaŋga wakaȿika kubiti rimŋe pakureɓa kwawo; akausuŋgira pasi peŋguʋo dzake pacidɀa corudyi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Ehudhi wakazviitira munondo wakanga wakarodzwa kunhivi dzose, wakanga wakasvika kubhiti rimwe pakureba kwavo; akausungira pasi penguo dzake pachidya chorudyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvino Ehudhi uyu akazvigadzirira bakatwa rake, muchekakwose chaiwo rakanga rakareba masendimita makumi mashanu. Akaripfekera muhanzu dzake, kuchidya chake chokurudyi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Zvino Ehudhi akanga aita munondo wakarodzwa kumativi ose uchikarosvika kubhiti rimwe chete pakureba kwawo waakanga akasungira pasi penguo dzake pachidya chake chokurudyi. Viz kapitola |