Ʋatoŋgi 21:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakati, “Nderipiko dzinza ravaIsiraeri risina kuuya kuna Tenzi kuMizipa? Zvakabuda pachena kuti hakuna vokuJabheshigireadhi akanga auya kumusangano, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakati: Ndianiko pamarudzi aIsraeri usina‐kukwira kunaJehova paMizpa? Ʋonei, kwakaŋga kusinomunhu wakabva Jabeshi‐gireadi wakakwira kumisasa kuʋuŋgano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Vakati, “Ndianiko pamarudzi aIsiraeri usina kukwira kuna Jehovha paMizipa?” Onei, kwakanga kusina munhu wakabva Jabheshi-gireadhi wakakwira kumisasa kuungano. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakati, “Nderipiko dzinza ravaIsiraeri risina kuuya kuna Tenzi kuMizipa? Zvakabuda pachena kuti hakuna vokuJabheshigireadhi akanga auya kumusangano, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo vakabvunza vakati, “Ndavapiko pamarudzi aIsraeri vakatadza kuungana navamwe pamberi paJehovha paMizipa?” Vakawana kuti kwakanga kusina munhu aibva kuJabheshi Gireadhi akanga auya kumusasa kuungano. Viz kapitola |