Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 21:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Ko zvatakapika naTenzi kuti hatiroodzi vana vedu kwavari, zvino tichagoita sei kuti vaya vakasara vawane vakadzi?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ticaɗiniko kuti tiwanire ʋakasara ʋakadzi, ɀatakapika naJehova, kuti hatiŋgaʋapi ʋakunda ʋeɗu ʋaʋe ʋakadzi ʋaʋo?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Tichadiniko kuti tiwanire vakasara vakadzi, zvatakapika naJehovha, kuti hatingavapi vakunda vedu vave vakadzi vavo?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Ko zvatakapika naTenzi kuti hatiroodzi vana vedu kwavari, zvino tichagoita sei kuti vaya vakasara vawane vakadzi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Tichapa seiko vakadzi kuna avo vakasara, sezvo takapika kuna Jehovha kuti tirege kupa upi zvake wavanasikana vedu kuti awanikwe navo.”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 21:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy