Ʋatoŋgi 21:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Vakaudza vokwaBhenjamini vaya kuti, “Chiendai mundohwandira muri muminda yamagirepisi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋakaraira ʋana ʋaBenjamini, ʋaciti: Endai, mundoʋandira muminda yemizambiriŋga; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Vakaraira vana vaBhenjamini, vachiti, “Endai, mundovandira muminda yemizambiringa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vakaudza vokwaBhenjamini vaya kuti, “Chiendai mundohwandira muri muminda yamagirepisi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Saka vakarayira vaBhenjamini vakati, “Endai mundovanda muminda yemizambiringa Viz kapitola |