Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 21:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Zvino vaIsiraeri vakaenda kuBhetieri vakaswera vagere pana Mwari kusvikira manheru vachiridza mhere

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋanhu ʋakaȿika paBeti‐eri, ʋakagara’po pamberi paMŋari kuȿikira maɗekwana; ʋakacema kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vanhu vakasvika paBheti-eri, vakagarapo pamberi paMwari kusvikira madekwana; vakachema kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Zvino vaIsiraeri vakaenda kuBhetieri vakaswera vagere pana Mwari kusvikira manheru vachiridza mhere

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Vanhu vakaenda kuBheteri, uko kwavakagara pamberi paMwari kusvikira madekwana, vachisimudza manzwi avo uye vachichema zvikuru.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 21:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy