Ʋatoŋgi 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Naizvozvo Tenzi aizovirukira vaIsiraeri nehasha. Aizotiwo, “Vanhu ava zvavatyora chitenderano changu chandakatemera madzibaba avo vachirega kuteerera zvandinoreva, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ipapo kutsamŋa kwaJehova kwakamukira ʋaIsraeri, akati: Rudzi urwu ɀarwakaɗarika suŋgano yaŋgu, yandakaita namadziɓaɓa aʋo, ʋakasaterera inzwi raŋgu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Ipapo kutsamwa kwaJehovha kwakamukira vaIsiraeri, akati, “Rudzi urwu zvarwakadarika sungano yangu, yandakaita namadzibaba avo, vakasateerera izwi rangu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Naizvozvo Tenzi aizovirukira vaIsiraeri nehasha. Aizotiwo, “Vanhu ava zvavatyora chitenderano changu chandakatemera madzibaba avo vachirega kuteerera zvandinoreva, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Naizvozvo Jehovha akavatsamwira zvikuru akati, “Nemhaka yokuti rudzi urwu rwakaputsa sungano yangu yandakaita namadzitateguru avo uye vakasanditeerera, Viz kapitola |