Ʋatoŋgi 14:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Samusoni akadzikako akandokurukurirana nomukadzi uya. Mukadzi uyu aidiwa naSamusoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akaɓuruka, akandotaura nomukadzi, iye akafadza Samsoni kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Akaburuka, akandotaura nomukadzi, iye akafadza Samusoni kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Samusoni akadzikako akandokurukurirana nomukadzi uya. Mukadzi uyu aidiwa naSamusoni. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo akaburuka akandotaura nomukadzi, uye aimuda. Viz kapitola |