Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 14:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Samusoni akadzika kuTimuna pamwechete nababa naamai vake. Paakasvika kuminda yemigirepisi yokuTimuna, akavingwa neshumba ichirikuzvinzwa ichidzvova.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Samsoni wakaɓurukira Timna naɓaɓa ʋake namai ʋake, ʋakaȿika paminda yemizambiriŋga paTimna; ʋonei mŋana weshumba ukamuʋombera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Samusoni wakaburukira Timuna nababa vake namai vake, vakasvika paminda yemizambiringa paTimuna; onei mwana weshumba ukamuombera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Samusoni akadzika kuTimuna pamwechete nababa naamai vake. Paakasvika kuminda yemigirepisi yokuTimuna, akavingwa neshumba ichirikuzvinzwa ichidzvova.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Samusoni akaburuka akaenda kuTimina pamwe chete nababa vake namai vake. Vakati vasvika kuminda yemizambiringa yeTimina, pakarepo shumba yakauya yakananga kwaari ichiomba.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 14:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy