Ʋatoŋgi 14:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Baba naamai vake vakanga vasiri kuziva kuti Tenzi ndiye aimuitisa izvozvo kuti pazova nechimwe chinokonzera kuti vaFirisitia varwiswe. Izvozvo vaFirisitia ndovaitonga vaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi ɓaɓa ʋake namai ʋake haʋana‐kuziʋa kuti ɀakaŋga ɀicibva kunaJehova, nokuti wakaŋga acitȿaka mhaka yokurwa naʋaFiristia. Ɀino neŋguʋa iyo ʋaFiristia ʋakaŋga ʋakaɓata Israeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Asi baba vake namai vake havana kuziva kuti zvakanga zvichibva kuna Jehovha, nokuti wakanga achitsvaka mhaka yokurwa navaFirisitia. Zvino nenguva iyo vaFirisitia vakanga vakabata Isiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Baba naamai vake vakanga vasiri kuziva kuti Tenzi ndiye aimuitisa izvozvo kuti pazova nechimwe chinokonzera kuti vaFirisitia varwiswe. Izvozvo vaFirisitia ndovaitonga vaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 (Vabereki vake vakanga vasingazivi kuti izvi zvakanga zvichibva kuna Jehovha, akanga achitsvaka mukana wokurwa navaFiristia; nokuti nenguva iyo ndivo vakanga vachitonga vaIsraeri.) Viz kapitola |