Ʋatoŋgi 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Mwari akanzwa chichemo chaManoa. Mutumwa waMwari akasvikazve kumukadzi uyu agere zvake mumunda. Asi murume wake Manoa akanga asipo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Jehova akanzwa inzwi raManoa; mutumŋa waMŋari akaʋuya ɀe kumukadzi agere pamunda; asi Manoa, murume wake, wakaŋga asi’ko kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Jehovha akanzwa izwi raManoa; mutumwa waMwari akauyazve kumukadzi agere pamunda; asi Manoa, murume wake, wakanga asiko kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mwari akanzwa chichemo chaManoa. Mutumwa waMwari akasvikazve kumukadzi uyu agere zvake mumunda. Asi murume wake Manoa akanga asipo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mwari akanzwa Manoa, uye mutumwa waMwari akauyazve kumukadzi panguva yaakanga ari kumunda; asi murume wake Manoa akanga asipo paari. Viz kapitola |