Ʋatoŋgi 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Akanga aina vana vakomana makumi matatu navana, vasikana makumi matatu. Akaroodza vanasikana vake kune vamwe vasiri vedzinza rake. Akaroorera vanakomana vake vakadzi makumi matatu vasiri vedzinza rake. Ibhuzani akatonga Isiraeri makore manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye wakaŋga anaʋanakomana ʋanamakumi matatu; ʋanasikana ʋake ʋanamakumi matatu akaʋatuma ʋakandowanikwa kumŋe, akandotora ɀe kumŋe ʋamŋe ʋanasikana ʋanamakumi matatu ʋakawanikwa naʋanakomana ʋake. Iye akatoŋga Israeri makore manomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Iye wakanga ana vanakomana vana makumi matatu; vanasikana vake vana makumi matatu akavatuma vakandowanikwa kumwe, akandotorazve kumwe vamwe vanasikana vana makumi matatu vakawanikwa navanakomana vake. Iye akatonga Isiraeri makore manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akanga aina vana vakomana makumi matatu navana, vasikana makumi matatu. Akaroodza vanasikana vake kune vamwe vasiri vedzinza rake. Akaroorera vanakomana vake vakadzi makumi matatu vasiri vedzinza rake. Ibhuzani akatonga Isiraeri makore manomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Akanga ana vanakomana makumi matatu uye vanasikana makumi matatu. Akawanisa vanasikana vake kuvanhu vakanga vasiri vorudzi rwake, uye akavigira vanakomana vake vanasikana vakanga vasiri vorudzi rwake makumi matatu kuti vave vakadzi vavo. Ibhizani akatungamirira Israeri kwamakore manomwe. Viz kapitola |