Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 12:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Jefuta akaunganidza vanhu vose vomuGireadhi akarwisana nevokwaEfuraimu akavarakasha nokuti vokwaEfuraimu vakanga vaburitsa muromo wokuti “Imi vaGireadhi muri vapanduki vakatobva zvavo kwaEfuraimu, vasokeri, makangoti bvochowo kugara pakati pevokwaEfuraimu nevokwaManase!”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ipapo Jefta akaʋuŋganidza ʋarume ʋose ʋeGireadi, akarwa naEfraimi, ʋarume ʋeGireadi ʋakakunda Efraimi, nokuti ʋakati: Muri ʋanhu ʋakatiza kunaEfraimi, imi ʋaGireadi, mucigara pakati paEfraimi, napakati paManase.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ipapo Jefuta akaunganidza varume vose veGireadhi, akarwa naEfuremu, nokuti vakati, “Muri vanhu vakatiza kuna Efuremu, imi vaGireadhi, muchigara pakati paEfuremu, napakati paManase.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Jefuta akaunganidza vanhu vose vomuGireadhi akarwisana nevokwaEfuraimu akavarakasha nokuti vokwaEfuraimu vakanga vaburitsa muromo wokuti “Imi vaGireadhi muri vapanduki vakatobva zvavo kwaEfuraimu, vasokeri, makangoti bvochowo kugara pakati pevokwaEfuraimu nevokwaManase!”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ipapo Jefuta akaunganidza varume veGireadhi akarwa neEfuremu. VaGireadhi vakavauraya nokuti vaEfuremu vakanga vati, “Imi vaGireadhi muri vanhu vakatiza kubva kuna Efuremu naManase.”

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 12:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy