Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 10:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 VaAmoni vakayambukawo Jorodhani kundorwisa vedzinza rokwaJudha nerokwaBhenjamini nerokwaEfuraimu zvokuti vaIsiraeri vakapinda pfumvu isingatauriki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino ʋana ʋaAmoni ʋakayambuka Joridani, ʋakarwa ʋo naʋaJuda, naʋaBenjamini, ʋuye neimba yaʋaEfraimi; naiɀoɀo ʋaIsraeri ʋakamanikidzwa kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino vana vaAmoni vakayambuka Jorodhani, vakarwawo navaJudha, navaBhenjamini, uye neimba yavaEfuremu; naizvozvo vaIsiraeri vakamanikidzwa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 VaAmoni vakayambukawo Jorodhani kundorwisa vedzinza rokwaJudha nerokwaBhenjamini nerokwaEfuraimu zvokuti vaIsiraeri vakapinda pfumvu isingatauriki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 VaAmoni vakayambukawo Jorodhani kuti vandorwa neJudha, Bhenjamini uye neimba yaEfuremu; uye vaIsraeri vakashushikana zvikuru.

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 10:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy