Ʋatoŋgi 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Shure kwaizvozvo varume vokwaJudha vakadzika, vakandorwisa vaKanani vaigara kunyika yamakomo, kuNegevhu nokunyika yokumanhika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Pashure ʋana ʋaJuda ʋakaɓuruka ʋakandorwa naʋaKanani, ʋakaŋga ʋagere panyika yamakomo, nezasi nokumapani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Pashure vana vaJudha vakaburuka vakandorwa navaKenani, vakanga vagere panyika yamakomo, nezasi nokumapani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Shure kwaizvozvo varume vokwaJudha vakadzika, vakandorwisa vaKanani vaigara kunyika yamakomo, kuNegevhu nokunyika yokumanhika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Shure kwaizvozvo, varume veJudha vakaburuka vakandorwa navaKenani vaigara munyika yezvikomo, kuNegevhi uye nomujinga mezvikomo zvokumavirira. Viz kapitola |