Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 9:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Chitsidzo chacho chaiti: “Ndichadzoka nguva yakaita seino iyi, ipapo Sara achava nomwana mukomana.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nokuti shoko rakapikirwa ndirori: Neŋguʋa yakaita seino ndicaʋuya, Sara ucaʋa nomŋanakomana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Nokuti shoko rakapikirwa ndirori, “Nenguva yakaita seino ndichauya, Sara achava nomwanakomana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Chitsidzo chacho chaiti: “Ndichadzoka nguva yakaita seino iyi, ipapo Sara achava nomwana mukomana.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Nokuti aya ndiwo mashoko echipikirwa: “Panguva yakatarwa ndichauya, uye Sara achava nomwanakomana.”

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 9:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy