ƲaRoma 9:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi iwe uri aniwo zvako munhuwo zvako kupindura Mwari. Chiumbwa chingati here kumuumbi wacho: “Wakandiumbirei zvakadai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ko ɀino iwe munhu, ndiwe aniko, unopindura Mŋari? Ko cakaʋumbga ciŋgati kunowakaciʋumba: Wandiitireiko kuɗai? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Ko zvino iwe munhu, ndiwe aniko, unopindura Mwari? Ko chakaumbwa chingati kunoakachiumba, “Wandiitireiko kudai?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi iwe uri aniwo zvako munhuwo zvako kupindura Mwari. Chiumbwa chingati here kumuumbi wacho: “Wakandiumbirei zvakadai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Zvino iwe munhu, ndiwe aniko, kuti upindure Mwari? “Chakaumbwa chingati kune akachiumba, ‘Wakandiitirei zvakadai?’ ” Viz kapitola |