Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 9:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 nokuti anoti kuna Mosesi, “Ndichaitira tsitsi wandinenge ndada kuitira tsitsi nokunzwira urombo wandinenge ndada kunzwira urombo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Nokuti unoti kunaMosesi: Ndicanzwira ŋgoni wandinonzwira ŋgoni, ndicanzwira tsitsi wandinonzwira tsitsi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Nokuti anoti kuna Mosesi, “Ndichanzwira ngoni wandinonzwira tsitsi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 nokuti anoti kuna Mosesi, “Ndichaitira tsitsi wandinenge ndada kuitira tsitsi nokunzwira urombo wandinenge ndada kunzwira urombo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Nokuti anoti kuna Mozisi: “Ndichanzwira ngoni wandichanzwira ngoni, uye ndichaitira tsitsi wandichaitira tsitsi.”

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 9:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy