ƲaRoma 9:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 “Mukoma achashandira munun'una.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 ɀakanzi kwaari: Mukuru ucaʋa muranda womuɗuku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 zvakanzi kwaari, “Mukuru achava muranda womuduku.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Mukoma achashandira munun'una.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 kwete nokuda kwamabasa asi nokuda kwake iye anodana, akaudzwa kuti, “Mukuru achava muranda womuduku.” Viz kapitola |