ƲaRoma 8:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona38 nokuti ndine chokwadi chokuti hapana rufu kana upenyu kana vatumwa kana vano ukuru ukuru kana zvinhu zviripo iye zvino kana zvichauya kana masimba, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Nokuti ndinoziʋa kwaɀo kuti kunyaŋge rufu, kana ʋupenyu, kana ʋatumŋa, kana ʋakuru, kana ɀaɀino, kana ɀinoʋuya, kana masimba, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Nokuti ndinoziva kwazvo kuti kunyange rufu, kana upenyu, kana vatumwa, kana vakuru, kana zvazvino, kana zvinouya, kana masimba, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 nokuti ndine chokwadi chokuti hapana rufu kana upenyu kana vatumwa kana vano ukuru ukuru kana zvinhu zviripo iye zvino kana zvichauya kana masimba, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Nokuti ndinoziva kwazvo kuti kunyange rufu, kana upenyu, kana vatumwa, kana madhimoni, kana zvazvino, kana zvichauya, kana masimba api zvawo, Viz kapitola |