ƲaRoma 8:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 sokunyorwa kwazvakaitwa, “Tiri kuurairwemi zuva rose, tinoonekwa sehwai dzokubaya?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Nokuɗa kwenyu tinoʋurawa zuʋa rose; Takanzi tiri makwai anoɓayiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Nokuda kwenyu tinourawa zuva rose; Takanzi tiri makwai anobayiwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 sokunyorwa kwazvakaitwa, “Tiri kuurairwemi zuva rose, tinoonekwa sehwai dzokubaya?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Nokuda kwenyu tinotarisana norufu zuva rose; tinoitwa samakwai anofanira kubayiwa.” Viz kapitola |