ƲaRoma 8:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 iye asina kuramba noMwanakomana wake waakatopirira isu tose. Haazotipawo here zvinhu zvose pamwechete naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Iye usina‐kuramba kunyaŋge noMŋanakomana wake, asi wakamupa cose nokuɗa kweɗu tose, uŋgarega seiko kutipa ʋo ɀose pamŋe cete naye? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Iye asina kuramba kunyange noMwanakomana wake, asi akamupa chose nokuda kwedu tose, angarega seiko kutipawo zvose pamwechete naye? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 iye asina kuramba noMwanakomana wake waakatopirira isu tose. Haazotipawo here zvinhu zvose pamwechete naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Iye asina kuramba noMwanakomana wake, asi akamupa chose nokuda kwedu tose, angarega seiko kutipawo zvose, pamwe chete naye? Viz kapitola |