ƲaRoma 8:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Avo vaakafanoziva akavadaidzawo. Vaakadaidza ivavo akavaruramisa. Navavo vaakaruramisa akavapa mbiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 aʋo ʋaakatemera kare, ndiʋo ʋaakaɗana ʋo; ʋaakaɗana, ndiʋo ʋaakaruramisa ʋo; ʋaakaruramisa, ndiʋo ʋaakakudza ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 avo vaakatemera kare, ndivo vaakadanawo; vaakadana, ndivo vaakaruramisawo; vaakaruramisa, ndivo vaakakudzawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Avo vaakafanoziva akavadaidzawo. Vaakadaidza ivavo akavaruramisa. Navavo vaakaruramisa akavapa mbiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Uye vaya vaakatemera kare, ndivo vaakadanawo; vaya vaakadana, ndivo vaakaruramisirawo; vaya vaakaruramisira, ndivo vaakakudzawo. Viz kapitola |