Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 8:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 nokuti avo vaakafanoziva akafanovarongera kuti vatodzane nechimiro choMwanakomana wake, kuti Mwanakomana iyeyo ave dangwe rehama dzake zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Nokuti ʋaakaziʋa kare, ndiʋo ʋaakatemera ʋo kare, kuti ʋafanane nomufananidzo woMŋanakomana wake, kuti aʋe ɗaŋgwe pakati pehama zhinji;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Nokuti vaakaziva kare, ndivo vaakatemerawo kare, kuti vafanane nomufananidzo woMwanakomana wake, kuti ave dangwe pakati pehama zhinji;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 nokuti avo vaakafanoziva akafanovarongera kuti vatodzane nechimiro choMwanakomana wake, kuti Mwanakomana iyeyo ave dangwe rehama dzake zhinji.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Nokuti avo Mwari vaakaziva kare, ndivo vaakatemerawo kare, kuti vafanane nomufananidzo woMwanakomana wake, kuti agova dangwe pakati pehama dzake zhinji.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 8:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy