ƲaRoma 8:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Tinozivawo kuti muna zvose, Mwari anoshanda kuti zvinakire vanhu vanomuda, vaya vakadaidzwa maererano nezviri pamwoyo pake Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Tinoziʋa kuti ɀinhu ɀose ɀinoɓatirana kuti ɀiitire ɀakanaka aʋo ʋanoɗa Mŋari, aʋo ʋakaɗanwa seɀaakafuŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Tinoziva kuti zvinhu zvose zvinobatirana kuti zviitire zvakanaka avo vanoda Mwari, avo vakadanwa sezvaakafunga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Tinozivawo kuti muna zvose, Mwari anoshanda kuti zvinakire vanhu vanomuda, vaya vakadaidzwa maererano nezviri pamwoyo pake Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Uye tinoziva kuti muzvinhu zvose Mwari anoita kuti zviitire zvakanaka kuna avo vanomuda, vaya vakadanwa sezvaakafunga. Viz kapitola |