ƲaRoma 8:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Iye Mwari anoongorora hana dzavanhu anoziva zviri mupfungwa dzaMweya nokuti iye Mweya anonamatira vakarurama maererano nezvinoda Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 uyo unonɀera mŋoyo, ndiye unoziʋa kufuŋga kwoMŋeya, nokuti unonyeŋgeterera ʋatȿene seɀinoɗa Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 uyo anonzvera mwoyo, ndiye anoziva kufunga kwoMweya, nokuti anonyengeterera vatsvene sezvinoda Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Iye Mwari anoongorora hana dzavanhu anoziva zviri mupfungwa dzaMweya nokuti iye Mweya anonamatira vakarurama maererano nezvinoda Mwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Uye iye anonzvera mwoyo yedu anoziva kufunga kwaMweya, nokuti Mweya anonyengeterera vatsvene maererano nokuda kwaMwari. Viz kapitola |