ƲaRoma 8:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 nokuti zvisikwa zvakaitwa zvinhu pasina kwete nokuda kwazvo asi nokuda kwaiye akazviita kuti zvidaro asi chitarisiro chiripo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti ɀisikwa ɀakaiswa pasi peɀisiŋgagari, ɀisiŋgaɗi haɀo, asi nokuɗa kwaiye wakaɀiisa pasi paɀo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nokuti zvisikwa zvakaiswa pasi pezvisingagari, zvisingadi hazvo, asi nokuda kwaiye wakazviisa pasi pazvo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 nokuti zvisikwa zvakaitwa zvinhu pasina kwete nokuda kwazvo asi nokuda kwaiye akazviita kuti zvidaro asi chitarisiro chiripo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Nokuti zvisikwa zvakaiswa pasi pokudzungaira kukuru, zvisingadi hazvo, asi nokuda kwaiye akazviisa pasi pokudzungaira, mutariro Viz kapitola |