ƲaRoma 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 nokuti ukagara upenyu hwenyama, uchafa asi kana ukauraya, naMweya, zviito zvomuviri uchararama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nokuti kana mucifamba netsika dzenyama, mucafa; asi kana muciʋuraya maɓasa omuʋiri noMŋeya, mucararama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nokuti kana muchifamba netsika dzenyama, muchafa; asi kana muchiuraya mabasa omuviri noMweya, muchararama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nokuti ukagara upenyu hwenyama, uchafa asi kana ukauraya, naMweya, zviito zvomuviri uchararama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nokuti kana muchirarama maererano nezvinodiwa nenyama, muchafa, asi kana muchirarama noMweya munouraya mabasa akaipa omuviri, uye muchararama, Viz kapitola |