ƲaRoma 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Saizvozvo, hama, dzangu hatina chikwereti kunyama kuti tigare upenyu hwenyama Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Naiɀoɀo, hama dzangu, hatineŋgaʋa nenyama, kuti tirarame netsika dzenyama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Naizvozvo, hama dzangu, hatina mungava nenyama, kuti tirarame netsika dzenyama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Saizvozvo, hama, dzangu hatina chikwereti kunyama kuti tigare upenyu hwenyama Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Naizvozvo, hama, tine mungava, asi kwete wenyama, kuti tirarame maererano nezvainoda. Viz kapitola |