Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 7:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi chitadzo chakawana mukana mumutemo wokumutsa nawo mandiri nzira dzose dzokuchiva nadzo. Pasina mutemo, chitadzo chakafa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 ɀino ɀiʋi ɀakawana nzira nomurairo, ɀikaita mandiri mitoʋo yose yokuciʋa; nokuti kunze kwomurairo ɀiʋi ɀakafa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 zvino zvivi zvakawana nzira nomurayiro, zvikaita mandiri mitoo yose yokuchiva; nokuti kunze kwomurayiro zvivi zvakafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi chitadzo chakawana mukana mumutemo wokumutsa nawo mandiri nzira dzose dzokuchiva nadzo. Pasina mutemo, chitadzo chakafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi chivi, chakawana mukana kubudikidza nomurayiro, chakaita mandiri mitoo yose yokuchiva. Nokuti kunze kwomurayiro, chivi chakafa.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 7:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy