Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 7:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Zvino ini, panguwo pano, ndiani achandinunura kumuviri wangu uyu worufu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ndiri munhu uri pakutambudzika! Ndianiko ucandisunuŋgura pamuʋiri worufu urwu?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Ndiri munhu uri pakutambudzika! Ndianiko achandisunungura pamuviri worufu urwu?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Zvino ini, panguwo pano, ndiani achandinunura kumuviri wangu uyu worufu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Ndiri munhu ari pakutambudzika kwakadii! Ndiani achandinunura kubva mumuviri uno worufu?

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 7:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy