ƲaRoma 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Handizvo chete asi kuti tinotopembera kufara naMwari nokuna Tenzi wedu Jesu Kristu akatiwanisa zvino kuwadzana kwedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 ɀisati ɀiri iɀo ɓedzi, asi tinofara ɀikuru ʋo munaMŋari naShe weɗu Jesu Kristu, watakapiwa ɀino naye iko kuyananiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 zvisati zviri izvo bedzi, asi tinofara zvikuruwo munaMwari naIshe wedu Jesu Kristu, watakapiwa zvino naye iko kuyananiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Handizvo chete asi kuti tinotopembera kufara naMwari nokuna Tenzi wedu Jesu Kristu akatiwanisa zvino kuwadzana kwedu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nokuti hazvisizvo bedzi, asi kuti tinofarawo muna Mwari nokuna Ishe wedu Jesu Kristu, watakapiwa zvino naye kuyananiswa. Viz kapitola |