ƲaRoma 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 “Vakakomborerwa zvavo vakaregererwa kukanganisa kwavo, vane zvitadzo zvavo zvakafushirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 aciti: Ʋakaropafadzwa ʋakakaŋganwirwa ɀisakarurama ɀaʋo, Naʋakafukidzirwa ɀiʋi ɀaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 achiti, “Vakaropafadzwa vakaregererwa zvisakarurama zvavo, Navakafukidzirwa zvivi zvavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Vakakomborerwa zvavo vakaregererwa kukanganisa kwavo, vane zvitadzo zvavo zvakafushirwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Vakaropafadzwa avo vakaregererwa zvakaipa zvavo, vakafukidzirwa zvivi zvavo. Viz kapitola |