Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Nenzira imwecheteyo akave baba wavakadzingiswa vasina kungodzingiswa chete asi vanotevedzerawo muenzaniso wechitendero chaiva nababa vedu Abhurahamu asati adzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 aʋe ɓaɓa ʋokudziŋgiswa kunaiʋo ʋasina‐kudziŋgiswa ɓedzi, asi ʋanofamba ʋo mumakwara okutenda kwaɓaɓa ʋeɗu Abrahama, kwaʋaiʋa nako ʋasati ʋadziŋgiswa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 ave baba vokudzingiswa kuna ivo vasina kudzingiswa bedzi, asi vanofambawo mumakwara okutenda kwababa vedu Abhurahamu, kwavaiva nako vasati vadzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Nenzira imwecheteyo akave baba wavakadzingiswa vasina kungodzingiswa chete asi vanotevedzerawo muenzaniso wechitendero chaiva nababa vedu Abhurahamu asati adzingiswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Uye ndiyewo baba wavakadzingiswa, avo vasina kudzingiswa bedzi, asi vanofambawo mumakwara okutenda kwakanga kuna baba vedu Abhurahama vasati vadzingiswa.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 4:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy