ƲaRoma 4:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Akadzingiswa somucherechedzo unosimbisisa kuti mururami. Ururami ihwohwo akahuwana nechitendero asati adzingiswa. Chinangwa chaiva chokumuita baba wavose vanotenda vasina kudzingiswa vakanziwo vakarurama nenzira iyoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 wakapiwa ciratidzo cokudziŋgiswa, kuti ciʋe cisimbiso cokururama kwokutenda, kwaakaŋga ana’ko asati adziŋgiswa; kuti aʋe ɓaɓa ʋaʋose ʋanotenda, kunyaŋge ʋasina‐kudziŋgiswa, kuti ʋagonzi ʋakarurama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 akapiwa chiratidzo chokudzingiswa, kuti chive chisimbiso chokururama kwokutenda, kwaakanga anako asati adzingiswa; kuti ave baba vavose vanotenda, kunyange vasina kudzingiswa, kuti vagonzi vakarurama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akadzingiswa somucherechedzo unosimbisisa kuti mururami. Ururami ihwohwo akahuwana nechitendero asati adzingiswa. Chinangwa chaiva chokumuita baba wavose vanotenda vasina kudzingiswa vakanziwo vakarurama nenzira iyoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye akagamuchira chiratidzo chokudzingiswa, sechisimbiso chokururama kwaakawana nokutenda asati adzingiswa. Saka naizvozvo ndiye baba wavose vanotenda, asi vasina kudzingiswa, kuitira kuti kururama kugopiwa kwavari. Viz kapitola |