Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 3:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Zvinoreva here kuti naizvozvo tava kuparadza mutemo nokuda kwechitendero. Hazvidaro kwete, asi kuti tiri kutosimudzira mutemo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino tinokonesa murairo nokutenda here? Haiȿa! Asi tinosimbisa murairo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvino tinokonesa murayiro nokutenda here? Haisva! Asi tinosimbisa murayiro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Zvinoreva here kuti naizvozvo tava kuparadza mutemo nokuda kwechitendero. Hazvidaro kwete, asi kuti tiri kutosimudzira mutemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Zvino tinobvisa murayiro nokutenda uku here? Kwete napaduku! Asi, tinosimbisa murayiro.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 3:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy