Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 3:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 kuti aratidze iye zvino kuti iye akarurama uye kuti anoruramisa munhu anotenda muna Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 kuti kururama kwake kuratidzwe neŋguʋa ino, kuti arurame iye amene, ʋuye aruramise uyo unotenda kunaJesu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 kuti kururama kwake kuratidzwe nenguva ino, kuti arurama iye amene, uye aruramise uyo unotenda kuna Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 kuti aratidze iye zvino kuti iye akarurama uye kuti anoruramisa munhu anotenda muna Jesu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Akazviita kuti aratidze kururamisira kwake panguva ino, kuitira kuti ave akarurama uye anoruramisira vaya vanotenda muna Jesu.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 3:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy