ƲaRoma 3:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 nokuti munhu wose akatadza akakundika kusvika panodiwa naMwari kuti aponeswe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 nokuti ʋose ʋakatadza, ʋakasaȿika pakubginya kwaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 nokuti vose vakatadza, vakasasvika pakubwinya kwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 nokuti munhu wose akatadza akakundika kusvika panodiwa naMwari kuti aponeswe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 nokuti vose vakatadza uye vakasasvika pakubwinya kwaMwari, Viz kapitola |