ƲaRoma 3:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Kururama ikoko kwaMwari kunoitika nechitendero muna Jesu Kristu kuna vose vanotenda pasina zvorusaruro Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 ndiko kururama kwaMŋari kunoʋuya nokutenda kunaJesu Kristu kunaʋose ʋanotenda; nokuti haʋasiyani, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 ndiko kururama kwaMwari kunouya nokutenda kuna Jesu Kristu kuna vose vanotenda; nokuti havasiyani, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kururama ikoko kwaMwari kunoitika nechitendero muna Jesu Kristu kuna vose vanotenda pasina zvorusaruro Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Kururama uku kunobva kuna Mwari kunouya kubudikidza nokutenda muna Jesu Kristu kuna vose vanotenda. Hapana musiyano, Viz kapitola |