ƲaRoma 3:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvino tinoziva kuti chose chinotaurwa nomutemo chinonanga avo vari pasi pomutemo iwoyo kuti pasave naanombopati bufu kuti pasi pabvume muteto pana Mwari Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino tinoziʋa kuti ɀose ɀinorebga nomurairo, unoɀitaura kunaʋose ʋari pasi pomurairo; kuti miromo yose idziʋirwe, nenyika yose iʋe nemhoȿa pamberi paMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino tinoziva kuti zvose zvinorehwa nomurayiro, anozvitaura kuna vose vari pasi pomurayiro; kuti miromo yose idzivirwe, nenyika yose ive nemhosva pamberi paMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino tinoziva kuti chose chinotaurwa nomutemo chinonanga avo vari pasi pomutemo iwoyo kuti pasave naanombopati bufu kuti pasi pabvume muteto pana Mwari Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvino tinoziva kuti zvose zvinorehwa nomurayiro, unozvitaura kuna avo vari pasi pomurayiro, kuitira kuti miromo yose ishayiswe chokutaura uye kuti nyika yose ive nemhosva pamberi paMwari. Viz kapitola |