ƲaRoma 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi kuna vavo vano mweya wokupanduka vasingateereri chokwadi vanotungamirirwa nouipi; chavo kutsamwirwa nokuitirwa zvehasha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi kunaʋanenharo, ʋasiŋgatereri ɀokwaɗi, ʋanoterera ɀisakarurama, kucaʋa’po kutsamŋa nehasha, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi kuna vane nharo, vasingateereri chokwadi, vanoteerera zvisakarurama, kuchavapo kutsamwa nehasha, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi kuna vavo vano mweya wokupanduka vasingateereri chokwadi vanotungamirirwa nouipi; chavo kutsamwirwa nokuitirwa zvehasha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi kuna avo vanotsvaka zvavo uye vanoramba chokwadi uye vachitevera zvakaipa, kuchavapo kutsamwa nehasha. Viz kapitola |