ƲaRoma 12:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Rudo ngarurege kuva rwokungonyengedzera, vengai chakaipa, rambai makati kwati kwati nezvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ruɗo ŋgarurege kuʋa nokunyeŋgera. Ʋeŋgai ɀakaipa; namatirai ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Rudo ngarurege kuva nokunyengera. Vengai zvakaipa; namatirai zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Rudo ngarurege kuva rwokungonyengedzera, vengai chakaipa, rambai makati kwati kwati nezvakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Rudo ngaruve rwechokwadi. Vengai zvakaipa; namatirai pane zvakanaka. Viz kapitola |