ƲaRoma 12:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Kana chiri chokuitira vamwe mabasa ngatiitei mabasa, iwayo, anodzidzisa, ngaachisevenzese mukudzidzisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 kana kuri kushumira, ŋgaɀiʋonekwe pakushumira kweɗu; kana kuri kudzidzisa, pakudzidzisa kweɗu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 kana kuri kushumira, ngazvionekwe pakushumira kwedu; kana kuri kudzidzisa, pakudzidzisa kwedu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kana chiri chokuitira vamwe mabasa ngatiitei mabasa, iwayo, anodzidzisa, ngaachisevenzese mukudzidzisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana kuri kushumira ngaashumire; kana kuri kudzidzisa, ngaadzidzise; Viz kapitola |