ƲaRoma 11:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Mwari akavapa mwoyo wenhinhi namaziso okuti vasaone nenzeve dzokuti vasanzwe. Kusvikira pari nhasi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Mŋari wakaʋapa mŋeya wehope; meso, kuti ʋarege kuʋona, nenzeʋe, kuti ʋarege kunzwa, kuȿikira zuʋa ranhasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Mwari akavapa mweya wehope; kuti varege kunzwa, kusvikira zuva ranhasi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Mwari akavapa mwoyo wenhinhi namaziso okuti vasaone nenzeve dzokuti vasanzwe. Kusvikira pari nhasi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Mwari akavapa mweya wehope, meso kuti vasaona, nzeve kuitira kuti vasanzwa, kusvikira nanhasi uno.” Viz kapitola |