Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 11:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Hamuzivisu zvinotaurwa naMagwaro Matsvene nezvaEriya zvaanokumbira Mwari kuti zviwire Isiraeri achiti, “Tenzi vanhu ava vakauraya vaporofita venyu. Vakapaza atari dzenyu. Ini ndoga ndini ndasara uye vari kuda kutondipedzisa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ishe, ʋakaʋuraya ʋaprofita ʋenyu, ʋakaputsa artari dzenyu; ini ndakasiyiwa ndoga, ɀino ʋanotȿaka kundiʋuraya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 “Ishe, vakauraya vaporofita venyu, vakaputsa aritari dzenyu; ini ndakasiyiwa ndoga, zvino vanotsvaka kundiuraya?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Hamuzivisu zvinotaurwa naMagwaro Matsvene nezvaEriya zvaanokumbira Mwari kuti zviwire Isiraeri achiti, “Tenzi vanhu ava vakauraya vaporofita venyu. Vakapaza atari dzenyu. Ini ndoga ndini ndasara uye vari kuda kutondipedzisa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 “Ishe vakauraya vaprofita venyu uye vakaputsa aritari dzenyu; ndini ndoga ndasara, uye vari kuedza kundiuraya”?

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 11:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy