ƲaRoma 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Pane zveShoko Rakanaka, imhandu dzaMwari kuitira imi, asi pane zvokusarudzwa ndavapamwoyo, pamusana pamadzitateguru avo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Kana iri Evaŋgeri, iʋo ʋaʋeŋgi ʋaMŋari nokuɗa kwenyu; asi kana kuri kusanaŋgurwa, ʋaɗikanwa nokuɗa kwamadziɓaɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Kana iri Vhangeri, ivo vavengi vaMwari nokuda kwenyu; asi kana kuri kutsanangurwa, vadikanwi nokuda kwamadzibaba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pane zveShoko Rakanaka, imhandu dzaMwari kuitira imi, asi pane zvokusarudzwa ndavapamwoyo, pamusana pamadzitateguru avo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Kana zviri zvevhangeri, ivo vavengi nokuda kwenyu; asi kana kuri kusanangurwa, vadikanwi nokuda kwamadzibaba, Viz kapitola |